Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti ticiri pakushaiwa simba, Kristu paŋguʋa yakafanira wakafira ʋasiŋgaɗi Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti tichiri pakushayiwa simba, Kristu panguva yakafanira akafira vasingadi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kristu akatifira panguva kwayo tisina simba isu; ipapo tisiri vanamati vaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kristu akatifira panguva kwayo tisina simba isu; ipapo tisiri vanamati vaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Munoona, panguva chaiyo yakafanira, patakanga tisina simba, Kristu akafira vasingadi Mwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 5:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy