ƲaRoma 5:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 tariro hainyadzisi; nokuti ruɗo rwaMŋari rwakaɗirwa mumŋoyo yeɗu noMŋeya Mutȿene watakapiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 tariro hainyadzisi; nokuti rudo rwaMwari rwakadirwa mumwoyo yedu noMweya Mutsvene watakapiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chitarisiro hachitinyengedzi nokuti rudo rwaMwari rwakadururwa mumwoyo yedu naMweya Mutsvene watakapiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chitarisiro hachitinyengedzi nokuti rudo rwaMwari rwakadururwa mumwoyo yedu naMweya Mutsvene watakapiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye tariro hainyadzisi nokuti Mwari akadurura rudo rwake mumwoyo yedu kubudikidza naMweya Mutsvene, uyo waakatipa. Viz kapitola |