Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 5:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kwete izvozvo bedzi, asi tinofarawo mumatambudziko edu, nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira,

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 5:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy