Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 nokuti murairo usati waʋa’po, ɀiʋi ɀakaŋga ɀiri panyika; asi ɀiʋi haɀiʋereŋgerwi munhu, kana kusinomurairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 nokuti murayiro usati wavapo, zvivi zvakanga zviri panyika; asi zvivi hazviverengerwi munhu, kana kusina murayiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chitadzo chakanga chatova panyika Mutemo usati wapiwa. Hapana chitadzo kana pasina mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chitadzo chakanga chatova panyika Mutemo usati wapiwa. Hapana chitadzo kana pasina mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 nokuti murayiro usati wapiwa, chivi chakanga chava munyika. Asi chivi hachiverengwi kana pasina murayiro.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 5:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy