ƲaRoma 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kuropafadzwa uku ndokwaʋakadziŋgiswa, kana kwaʋasina‐kudziŋgiswa here? Nokuti tinoti, kunaAbrahama kutenda kwake kwakanzi ndiko kururama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuropafadzwa uku ndokwavakadzingiswa, kana kwavasinakudzingiswa here? Nokuti tinoti, kuna Abhurahamu, “Kutenda kwake kwakanzi ndiko kururama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chikomborero ichi chinonzi ndechavakadzingiswa chete here kana kuti ndechavasina kudzingiswawo? Tamboti chitendero chaAbhurahamu chakaita kuti anzi akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chikomborero ichi chinonzi ndechavakadzingiswa chete here kana kuti ndechavasina kudzingiswawo? Tamboti chitendero chaAbhurahamu chakaita kuti anzi akarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ko, kuropafadzwa uku ndokwavakadzingiswa chete here? Kana kuti navasina kudzingiswawo? Nokuti tati kuna Abhurahama kutenda kwake kwakanzi kwaari ndiko kururama. Viz kapitola |