Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kunousiŋgaɓati, asi unotenda kunaiye unoruramisa munhu usiŋgaɗi Mŋari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Kunoasingabati, asi anotenda kuna iye anoruramisa munhu asingadi Mwari, kutenda kwake kunonzi kwaari ndiko kururama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi kumunhu asina mabasa asi achivimba nouyo anoruramisa vasiri vanamati vaMwari, chitendero chake chinoita kuti anzi akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Asi kumunhu asingashandi, asi achitenda Mwari uyo anoruramisira munhu akaipa, kutenda kwake kuchanzi kwaari ndiko kururama.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy