Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Nokuti ɗai Abrahama akaruramiswa namaɓasa ake, uŋgaɗai anecinhu caaŋgaɀirumbidza naco; asi haana pamberi paMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Nokuti dai Abhurahamu akaruramiswa namabasa ake, angadai ane chinhu chaangazvirumbidza nacho; asi haana pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Dai kuri kuti Abhurahamu akaruramiswa namabasa, angadai aine chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Nokuti dai Abhurahama akaruramisirwa namabasa, angadai aine chinhu chokuzvirumbidza nacho, asi kwete pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy