Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti ɗai ʋomurairo ʋari ʋagari ʋenhaka, kutenda hakunamaturo, necipikirwa cinokoneswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti dai vomurayiro vari vagari venhaka, kutenda hakuna maturo, nechipikirwa chinokoneswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi dai kuri kuti ndavavo vanotevedza zviri pamutemo vaizogara nhaka iyoyo, pakadaro chitendero hachina maturo uye chitsidzo chinobva chashaya basa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi dai kuri kuti ndavavo vanotevedza zviri pamutemo vaizogara nhaka iyoyo, pakadaro chitendero hachina maturo uye chitsidzo chinobva chashaya basa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Nokuti dai vaya vanorarama nomurayiro vari ivo vadyi venhaka, kutenda hakuna maturo uye nechipikirwa chinokoneswa,

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy