ƲaRoma 4:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti cipikirwa cokuti ucaʋa mugari wenhaka yenyika hacina‐kupiwa Abrahama kana rudzi rwake nomurairo, asi nokururama kwokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti chipikirwa chokuti uchava mugari wenhaka yenyika hachina kupiwa Abhurahamu kana rudzi rwake nomurayiro, asi nokururama kwokutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Abhurahamu nezvizvarwa zvake haana kutsidzirwa kuti pasi pose pachava nhaka yake pachingoteverwa zviri pamutemo zvoga asi pamusana pokururama kunobva muchitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Abhurahamu nezvizvarwa zvake haana kutsidzirwa kuti pasi pose pachava nhaka yake pachingoteverwa zviri pamutemo zvoga asi pamusana pokururama kunobva muchitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti Abhurahama, nezvizvarwa zvake, haana kupiwa chipikirwa chokuti achava mugari wenhaka yenyika, kubudikidza nomurayiro, asi kubudikidza nokururama kunobva pakutenda. Viz kapitola |