Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 wakapiwa ciratidzo cokudziŋgiswa, kuti ciʋe cisimbiso cokururama kwokutenda, kwaakaŋga ana’ko asati adziŋgiswa; kuti aʋe ɓaɓa ʋaʋose ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kudziŋgiswa, kuti ʋagonzi ʋakarurama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 akapiwa chiratidzo chokudzingiswa, kuti chive chisimbiso chokururama kwokutenda, kwaakanga anako asati adzingiswa; kuti ave baba vavose vanotenda, kunyange vasina kudzingiswa, kuti vagonzi vakarurama;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akadzingiswa somucherechedzo unosimbisisa kuti mururami. Ururami ihwohwo akahuwana nechitendero asati adzingiswa. Chinangwa chaiva chokumuita baba wavose vanotenda vasina kudzingiswa vakanziwo vakarurama nenzira iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akadzingiswa somucherechedzo unosimbisisa kuti mururami. Ururami ihwohwo akahuwana nechitendero asati adzingiswa. Chinangwa chaiva chokumuita baba wavose vanotenda vasina kudzingiswa vakanziwo vakarurama nenzira iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye akagamuchira chiratidzo chokudzingiswa, sechisimbiso chokururama kwaakawana nokutenda asati adzingiswa. Saka naizvozvo ndiye baba wavose vanotenda, asi vasina kudzingiswa, kuitira kuti kururama kugopiwa kwavari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy