Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 4:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ɀakanzarwo seiko? Atodziŋgiswa, kana asina‐kudziŋgiswa here? Haɀina‐kunzarwo adziŋgiswa, asi asina‐kudziŋgiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino zvakanzarwo seiko? Atodzingiswa, kana asina kudzingiswa here? Hazvina kunzarwo adzingiswa, asi asina kudzingiswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvino zvakaitika sei kuti anzi akarurama? Akanzi akarurama asati adzingiswa here kana kuti mushure mokunge adzingiswa. Hazvina kuitika mushure mokudzingiswa asi asati adzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvino zvakaitika sei kuti anzi akarurama? Akanzi akarurama asati adzingiswa here kana kuti mushure mokunge adzingiswa. Hazvina kuitika mushure mokudzingiswa asi asati adzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino zvakanzarwo seiko? Akanga adzingiswa here, kana kuti asati? Haana kunzarwo adzingiswa, asi kuti asati adzingiswa!

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 4:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy