ƲaRoma 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ticaregereiko kutaura (seɀatinopomerwa, ʋuye seɀinoreʋa ʋamŋe ʋaciti tinoɗaro), ticiti: Ŋgatiite ɀakaipa, kuti ɀakanaka ɀiɓuɗe’po? Kutoŋgwa kwaʋo kwakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ticharegereiko kutaura (sezvatinopomerwa, uye sezvinoreva vamwe vachiti tinodaro), tichiti, “Ngatiite zvakaipa, kuti zvakanaka zvibudepo?” Kutongwa kwavo kwakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanoti tinoti, “Kana zvakadaro ndingaregerei kuita zvakaipa kuti zvakanaka zvibude mazviri,” sokurasa muromo kunoita vamwe vanhu vachitishora. Kupa vanhu vakadai mhosva kwakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanoti tinoti, “Kana zvakadaro ndingaregerei kuita zvakaipa kuti zvakanaka zvibude mazviri,” sokurasa muromo kunoita vamwe vanhu vachitishora. Kupa vanhu vakadai mhosva kwakarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ticharegerereiko kutaura sezvatinopomerwa, uye sezvinoreva vamwe vachiti tinoti, “Ngatiitei zvakaipa kuti zvakanaka zvibudepo”? Kutongwa kwavo kwakavafanira. Viz kapitola |