ƲaRoma 3:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Haiȿa! Mŋari uŋgagozotoŋga nyika seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Haisva! Mwari angagozotonga nyika seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwete, handizvo, nokuti pakadaro Mwari aizotonga pasi sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwete, handizvo, nokuti pakadaro Mwari aizotonga pasi sei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kwete kwete! Dai zvanga zviri izvo, Mwari aizotonga nyika seiko? Viz kapitola |