ƲaRoma 3:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino tinokonesa murairo nokutenda here? Haiȿa! Asi tinosimbisa murairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino tinokonesa murayiro nokutenda here? Haisva! Asi tinosimbisa murayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvinoreva here kuti naizvozvo tava kuparadza mutemo nokuda kwechitendero. Hazvidaro kwete, asi kuti tiri kutosimudzira mutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvinoreva here kuti naizvozvo tava kuparadza mutemo nokuda kwechitendero. Hazvidaro kwete, asi kuti tiri kutosimudzira mutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvino tinobvisa murayiro nokutenda uku here? Kwete napaduku! Asi, tinosimbisa murayiro. Viz kapitola |