Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ndiko kururama kwaMŋari kunoʋuya nokutenda kunaJesu Kristu kunaʋose ʋanotenda; nokuti haʋasiyani,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 ndiko kururama kwaMwari kunouya nokutenda kuna Jesu Kristu kuna vose vanotenda; nokuti havasiyani,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kururama ikoko kwaMwari kunoitika nechitendero muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda pasina zvorusaruro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kururama ikoko kwaMwari kunoitika nechitendero muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda pasina zvorusaruro

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Kururama uku kunobva kuna Mwari kunouya kubudikidza nokutenda muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda. Hapana musiyano,

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy