Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti hakunenyama iŋgaruramiswa pamberi pake namaɓasa omurairo; nokuti ɀiʋi ɀinoziʋiswa nomurairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti hakuna nyama ingaruramiswa pamberi pake namabasa omurayiro; nokuti zvivi zvinoziviswa nomurayiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 nokuti hapana munhu anoruramiswa pamberi pake nezvisungo zvomutemo pamusana pokuti mutemo, chawo kuzivisa vanhu zvechitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Naizvozvo hapana achanzi akarurama pamberi pake nokuda kwokuchengeta murayiro; asi kuti, kubudikidza nomurayiro tichaziviswa chivi.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy