Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino tinoziʋa kuti ɀose ɀinorebga nomurairo, unoɀitaura kunaʋose ʋari pasi pomurairo; kuti miromo yose idziʋirwe, nenyika yose iʋe nemhoȿa pamberi paMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, anozvitaura kuna vose vari pasi pomurayiro; kuti miromo yose idzivirwe, nenyika yose ive nemhosva pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvino tinoziva kuti chose chinotaurwa nomutemo chinonanga avo vari pasi pomutemo iwoyo kuti pasave naanombopati bufu kuti pasi pabvume muteto pana Mwari

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Zvino tinoziva kuti chose chinotaurwa nomutemo chinonanga avo vari pasi pomutemo iwoyo kuti pasave naanombopati bufu kuti pasi pabvume muteto pana Mwari

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, unozvitaura kuna avo vari pasi pomurayiro, kuitira kuti miromo yose ishayiswe chokutaura uye kuti nyika yose ive nemhosva pamberi paMwari.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy