ƲaRoma 2:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti kudziŋgiswa kunoɓatsira, kana iwe uri muiti womurairo; asi kana uri muɗariki womurairo, kudziŋgiswa kwako kwaʋa kusadziŋgiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti kudzingiswa kunobatsira, kana iwe uri muiti womurayiro; asi kana uri mudariki womurayiro, kudzingiswa kwako kwava kusadzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kudzingiswa kunebasa kana uchichengeta mutemo asi kana uchityora mutemo kudzingiswa kunobva kwava kusadzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kudzingiswa kunebasa kana uchichengeta mutemo asi kana uchityora mutemo kudzingiswa kunobva kwava kusadzingiswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kudzingiswa kunokosha kana uchichengeta murayiro, asi kana uchidarika murayiro, wakangoita sousina kudzingiswa. Viz kapitola |