ƲaRoma 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nomurairi wamapenzi, nomudzidzisi waʋacece, ɀaunomufananidzo wokuziʋa noweɀokwaɗi pamurairo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 nomurayiri wamapenzi, nomudzidzisi wavacheche, zvauno mufananidzo wokuziva nowechokwadi pamurayiro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 kana uchigona kudzora mapenzi uye uri murairidzi wavana uchiziva kuti mumutemo ndimo muno ruzivo rwose nechokwadi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 murairidzi wamapenzi, mudzidzisi wavacheche, nokuti zvauine, mumurayiro, mufananidzo woruzivo nechokwadi, Viz kapitola |