ƲaRoma 2:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 unoɀiti iwe uri mutuŋgamiriri wamapofu, neciedza caʋari murima, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 unozviti iwe uri mutungamiriri wamapofu, nechiedza chavari murima, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 uye kana iwe uine chokwadi chokuti unotungamirira mapofu, uri mwenje kuna vari murima; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 uye kana iwe uine chokwadi chokuti unotungamirira mapofu, uri mwenje kuna vari murima; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 kana uchiti uri mutungamiri wamapofu, chiedza chaavo vari murima, Viz kapitola |