ƲaRoma 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 unoziʋa kuɗa kwake, nokutsaura kuti ɀakanaka ndeɀipi, ucidzidziswa nomurairo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 unoziva kuda kwake, nokutsaura kuti zvakanaka ndezvipi, uchidzidziswa nomurayiro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 uchizivawo kuda kwake, uchikwanisa kusarudza chakanaka nokuti unenge wakadzidziswa zvomutemo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kana uchiziva kuda kwake uye uchiziva kuti zvakanaka ndezvipi zvaunodzidziswa nomurayiro; Viz kapitola |