ƲaRoma 2:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti ʋanoratidza ɓasa romurairo wakanyorwa mumŋoyo yaʋo, hana yaʋo icipupura pamŋe cete naɀo, neɀaʋanofuŋga pakati paʋo ɀiciʋapa mhoȿa kana kuʋapembedza;) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 nokuti vanoratidza basa romurayiro wakanyorwa mumwoyo yavo, hana yavo ichipupura pamwechete nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza;) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanoratidza kuti zvinodiwa nomutemo zvakanyorwa mumwoyo yavo. Hana dzavowo dzinovatsigira nokuvapupurira izvozvo. Pfungwa dzavo dzinenge dzichirwisana pachadzo pamwe dzichivapa mhosva pamwe dzichivareverera Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanoratidza kuti zvinodiwa nomutemo zvakanyorwa mumwoyo yavo. Hana dzavowo dzinovatsigira nokuvapupurira izvozvo. Pfungwa dzavo dzinenge dzichirwisana pachadzo pamwe dzichivapa mhosva pamwe dzichivareverera Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Sezvo vachiratidza kuti zvinodiwa nomurayiro zvakanyorwa pamwoyo yavo, hana dzavo dzichipupuriranawo nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza. Viz kapitola |