ƲaRoma 2:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 (nokuti kana ʋahedeni ʋasinomurairo ʋaciita pacaʋo ɀinhu ɀomurairo, ʋaʋa murairo waʋo ʋamene; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 (nokuti kana vahedheni vasina murayiro vachiita pachavo zvinhu zvomurayiro, vava murayiro wavo vamene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvirokwazvo, kana veDzimwe Ndudzi, vasina murayiro vachiita sokuberekwa kwavo zvinhu zvinodiwa nomurayiro, wava murayiro wavo pachavo kunyange zvazvo vasina murayiro. Viz kapitola |