ƲaRoma 12:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 kana kuri kushumira, ŋgaɀiʋonekwe pakushumira kweɗu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kweɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 kana kuri kushumira, ngazvionekwe pakushumira kwedu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kwedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana chiri chokuitira vamwe mabasa ngatiitei mabasa, iwayo, anodzidzisa, ngaachisevenzese mukudzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana chiri chokuitira vamwe mabasa ngatiitei mabasa, iwayo, anodzidzisa, ngaachisevenzese mukudzidzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana kuri kushumira ngaashumire; kana kuri kudzidzisa, ngaadzidzise; Viz kapitola |