ƲaRoma 12:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti seɀatinemitezo mizhinji pamuʋiri mumŋe, asi mitezo yose haineɓasa rimŋe cete; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti sezvatine mitezo mizhinji pamuviri mumwe, asi mitezo yose haina basa rimwechete; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sezvakangoita kuti mumuviri mumwechete mune mitezo mizhinji. Uye mitezo iyoyo yose haishandi basa rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Sezvakangoita kuti mumuviri mumwechete mune mitezo mizhinji. Uye mitezo iyoyo yose haishandi basa rimwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti sezvatino muviri mumwe une mitezo mizhinji, uye mitezo iyi yose haina basa rimwe chete, Viz kapitola |