ƲaRoma 11:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ishe, ʋakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu, ʋakaputsa artari dzenyu; ini ndakasiyiwa ndoga, ɀino ʋanotȿaka kundiʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Ishe, vakauraya vaporofita venyu, vakaputsa aritari dzenyu; ini ndakasiyiwa ndoga, zvino vanotsvaka kundiuraya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hamuzivisu zvinotaurwa naMagwaro Matsvene nezvaEriya zvaanokumbira Mwari kuti zviwire Isiraeri achiti, “Tenzi vanhu ava vakauraya vaporofita venyu. Vakapaza atari dzenyu. Ini ndoga ndini ndasara uye vari kuda kutondipedzisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hamuzivisu zvinotaurwa naMagwaro Matsvene nezvaEriya zvaanokumbira Mwari kuti zviwire Isiraeri achiti, “Tenzi vanhu ava vakauraya vaporofita venyu. Vakapaza atari dzenyu. Ini ndoga ndini ndasara uye vari kuda kutondipedzisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Ishe vakauraya vaprofita venyu uye vakaputsa aritari dzenyu; ndini ndoga ndasara, uye vari kuedza kundiuraya”? Viz kapitola |