Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 10:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti Mosesi unonyora, aciti, munhu, unoita kururama, kunorebga nomurairo, ucararama naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti Mosesi anonyora achiti, “Munhu, anoita kururama, kunorehwa nomurayiro, achararama nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mozisi anonyora pamusoro pokururama kwomurayiro, achiti, “Munhu anoita zvinhu izvi achararamiswa nazvo.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 10:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy