ƲaRoma 1:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti Mŋari capupu caŋgu, iye wandinoshumira mumŋeya waŋgu muEvaŋgeri yoMŋanakomana wake, kuti handiregi kukuraŋgarirai, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti Mwari chapupu changu, iye wandinoshumira mumweya wangu muVhangeri yoMwanakomana wake, kuti handiregi kukurangarirai, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndinodaro nokuti Mwari iye wandinoshandira nomwoyo wangu wose nokuparidza kwandinoita Shoko Rakanaka roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ini ndinoramba ndichingokudomai muminamato yangu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndinodaro nokuti Mwari iye wandinoshandira nomwoyo wangu wose nokuparidza kwandinoita Shoko Rakanaka roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ini ndinoramba ndichingokudomai muminamato yangu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwari, wandinoshumira nomwoyo wangu wose mukuparidza vhangeri roMwanakomana wake, ndiye chapupu changu kuti ndinoramba sei ndichikurangarirai Viz kapitola |