Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 1:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 watakagamucira naye nyasha noʋuapostora, kuti pakati paʋahedeni ʋose, paʋe nokuterera kwokutenda nokuɗa kwezita rake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 watakagamuchira naye nyasha nohupostori, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kwokutenda nokuda kwezita rake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Kubudikidza naye uye nokuda kwezita rake, takagamuchira nyasha noupostori, kuti tidane vanhu kubva pakati pavaHedheni vose kuti vave nokuteerera kunobva pakutenda.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 1:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy