Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 1:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Seɀaʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kugara ʋaciziʋa Mŋari, Mŋari akaʋaisa kumuraŋgariro wakarashika, kuti ʋaite ɀisakafanira;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Sezvavakanga vasingadi kugara vachiziva Mwari, Mwari akavaisa kumurangariro wakarasika, kuti vaite zvisakafanira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Pamusoro pezvo, sezvavasina kufunga kuti zvakakodzera kuva noruzivo rwaMwari, akavaisa kumurangariro wokurasika, kuti vaite zvisakafanira.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 1:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy