ƲaKorose 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 pamŋe cete naOnesimo, hama yakatendeka, inoɗikanwa, mumŋe wokwenyu. Iʋo ʋacakuziʋisai ɀose ɀapano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 pamwechete naOnesimo, hama yakatendeka, inodikanwa, mumwe wokwenyu. Ivo vachakuzivisai zvose zvapano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndamutumira pamwechete naOnesimo hama yakatendeka yapamwoyo, mumwe wenyu. Vachakutaurirai zvose zvakaitika kuno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ari kuuya pamwe chete naOnesimasi, hama yedu yakatendeka uye inodikanwa, anova mumwe wenyu. Vachakuudzai zvose zviri kuitika kuno. Viz kapitola |