Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 4:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Mucaziʋiswa ɀaŋgu ɀose naTikiko, hama inoɗikanwa, mushumiri wakatendeka, nomuranda pamŋe cete neni munaShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Muchaziviswa zvangu zvose naTikiko, hama inodikanwa, mushumiri akatendeka, nomuranda pamwechete neni muna Ishe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Tikikusi achakuzivisai nezvangu zvese. Ihama yapamwoyo, mushandiri akatendeka mushandipamwechete muna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Tikikasi achakuudzai mashoko ose pamusoro pangu. Iye ihama inodikanwa kwazvo, mushumiri akatendeka nomushandi pamwe chete neni muna She.

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 4:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy