ƲaKorose 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nemi ʋo maifamba maɀiri kare, maigara muɀinhu iɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nemiwo maifamba mazviri kare, maigara muzvinhu izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Makambofamba mazviri pamaigara mazviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Makambofamba mazviri pamaigara mazviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Imi maimbofamba mazviri, muupenyu hwamaimborarama. Viz kapitola |