Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 kuti mŋoyo yaʋo isimbiswe, ʋasuŋganidzwe muruɗo, ʋaʋe nefuma yose yokunzwisisa kwakakwana, kuti ʋaziʋe kwaɀo cakaʋanzika caMŋari, iye Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 kuti mwoyo yavo isimbiswe, vasunganidzwe murudo, vave nepfuma yose yokunzwisisa kwakakwana, kuti vazive kwazvo chakavanzika chaMwari, iye Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Ndinoita izvi kuti vakurudzirwe mwoyo vari murudo kuti vawane upfumi hwose hwokunzwisisa hunogadzanisa mwoyo uye kuti vawane ruzivo rwechakavandika chaMwari zvichireva iye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Ndinoita izvi kuti vakurudzirwe mwoyo vari murudo kuti vawane upfumi hwose hwokunzwisisa hunogadzanisa mwoyo uye kuti vawane ruzivo rwechakavandika chaMwari zvichireva iye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vavariro yangu ndeyokuti vakurudzirwe mumwoyo uye vabatane murudo, kuitira kuti vave nepfuma izere yokunzwisisa kwakakwana, kuti vagoziva chakavanzika chaMwari, iye Kristu,

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy