ƲaKorose 2:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akaparadza ʋaɓati namasimba, akaʋaɓuɗisa pacena, akaʋakunda mauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akabvutira veukuru ukuru vaya namadzishe aya zvombo zvavo zvokurwisa achivaita ivo muenzaniso unoonekwa nani nani zvake achivakurira pachiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akabvutira veukuru ukuru vaya namadzishe aya zvombo zvavo zvokurwisa achivaita ivo muenzaniso unoonekwa nani nani zvake achivakurira pachiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye akati abvisa ushe namasimba, akazvibudisa pachena, akazvikunda nomuchinjikwa. Viz kapitola |