ƲaKorose 2:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 akadzima rugwaro rwakaŋga rucirwa nesu paɀireʋo ɀarwo, rucipesana nesu; akarubvisa irwo pakati peɗu, akaruroʋera pamucinjikwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 akadzima rugwaro rwakanga ruchirwa nesu pazvirevo zvarwo, ruchipesana nesu; akarubvisa irwo pakati pedu, akarurovera pamuchinjikwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvozvo ainge adzima chiga chemhosva yakanga yakanangana nesu nomutemo waitiroverera, iwoyu akaubvisa akauroverera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvozvo ainge adzima chiga chemhosva yakanga yakanangana nesu nomutemo waitiroverera, iwoyu akaubvisa akauroverera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 akadzima mutemo wakanyorwa, nezvirevo zvawo, uyo wakanga uchirwa nesu uye waimira uchipikisana nesu; akaubvisa, achiuroverera pamuchinjikwa. Viz kapitola |