ƲaHeberu 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 asi muneyecipiri muprista mukuru waipinda ari oga, kamŋe cete negore, asiŋgapindi asineropa, raaiɀiɓayirira iye neɀiʋi ɀaʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 asi muneyechipiri mupristi mukuru aipinda ari oga, kamwechete pagore, asingapindi asina ropa, raaizvibayirira iye nezvivi zvavanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 munopindwa nomupristi mukuru chete, kamwechete pagore. Kuti apindemo anofanira kuti atakure ropa raanopirira zvikanganiso zvake nezvavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 munopindwa nomupristi mukuru chete, kamwechete pagore. Kuti apindemo anofanira kuti atakure ropa raanopirira zvikanganiso zvake nezvavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi muprista mukuru oga ndiye aipinda mukamuri yomukati, kamwe chete pagore, uye asingatongopindi asina ropa, raaizvibayira iye pachake nezvivi zvavanhu zvavakanga vaita mukusaziva. Viz kapitola |