ƲaHeberu 9:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu iɀi ɀakati ɀagadzirwa saiɀoɀo, ʋaprista ʋaipinda mutabernakeri yokutaŋga ŋguʋa dzose, ʋaciɓata maɓasa okushumira Mŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu izvi zvakati zvagadzirwa saizvozvo, vapristi vaipinda mutabhenakeri yokutanga nguva dzose, vachibata mabasa okushumira Mwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Marongerwo ezvinhu izvi akamira akadaizvi: vapristi vanopinda nguva dzose muNzvimbo Tsvene yokunze vachiita basa ravo asi mutendhe yechipiri Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Marongerwo ezvinhu izvi akamira akadaizvi: vapristi vanopinda nguva dzose muNzvimbo Tsvene yokunze vachiita basa ravo asi mutendhe yechipiri Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvinhu zvose zvakati zvagadzirwa saizvozvi, vaprista vaizopinda mukamuri yokutanga nguva dzose vachiita ushumiri hwavo. Viz kapitola |