ƲaHeberu 9:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 pamsoro payo pakaŋga panamakerubi okubginya, akadzikatidza cifunhiro ceŋgoni; hatigoni kurondedzera iɀoɀo ticiita cimŋe‐cimŋe ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 pamusoro payo pakanga panamakerubhi okubwinya, akadzikatidza chifunhiro chengoni; hatigoni kurondedzera izvozvo tichiita chimwechimwe zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pamusoro pebhokisi rechitenderano paiva namakerubhu embiri akanga akahwamira hwidibiro yebhokisi rechitenderano. Panguva ino iyi hapasiripo patingagone kutaura pamusoro pezvizvi tichinyatsotsetsenura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pamusoro pebhokisi rechitenderano paiva namakerubhu embiri akanga akahwamira hwidibiro yebhokisi rechitenderano. Panguva ino iyi hapasiripo patingagone kutaura pamusoro pezvizvi tichinyatsotsetsenura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pamusoro peareka pakanga paina makerubhi okubwinya, aidzikatidza chifunhiro chengoni. Asi hatingatauri nezvezvinhu zvose izvi zvizere iye zvino. Viz kapitola |