ƲaHeberu 9:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋuye haana‐kupinda kuti aɀiite ciɓayiro kazhinji, somuprista mukuru unopinda panɀimbo tȿene gore rimŋe nerimŋe, akaɓata ropa reɀimŋe ɀinhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 uye haana kupinda kuti azviite chibayiro kazhinji, somupristi mukuru anopinda munzvimbo tsvene gore rimwe nerimwe, akabata ropa rezvimwe zvinhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kristu haana kupinda ruzhinji–zhinji muNzvimbo Inoeresesa kundozviita chibayiro sezvinoita mupristi mukuru anopindamo gore rimwe nerimwe neropa risiri rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kristu haana kupinda ruzhinji–zhinji muNzvimbo Inoeresesa kundozviita chibayiro sezvinoita mupristi mukuru anopindamo gore rimwe nerimwe neropa risiri rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Uye haana kupinda kudenga kuti azviite chibayiro kakawanda, somuprista mukuru anopinda muNzvimbo Tsvene-tsvene, gore negore, neropa risiri rake. Viz kapitola |