ƲaHeberu 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokuti Kristu haana‐kupinda panɀimbo tȿene yakaitwa namaʋoko, inofananidza iyo iri caiyo, asi wakapinda kuɗeŋga kumene, kuti ɀino aɀiise pamberi paMŋari nokuɗa kweɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakaitwa namaoko, inofananidza iyo iri chaiyo, asi akapinda kudenga kumene, kuti zvino azviise pamberi paMwari nokuda kwedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa namaoko yakanga iri mufananidzo weiya yechokwadi asi akapinda mudenga chaimo imomo kuti iye zvino ave pana Mwari achimiririra isu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa namaoko yakanga iri mufananidzo weiya yechokwadi asi akapinda mudenga chaimo imomo kuti iye zvino ave pana Mwari achimiririra isu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokuti Kristu haana kupinda panzvimbo tsvene yakagadzirwa nomunhu yakanga ichingova mufananidzo waiyo yechokwadi chaiyo; akapinda kudenga chaiko, kuti atimiririre pamberi paMwari. Viz kapitola |