Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 9:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naiɀoɀo mifananidzo yeɀiri kuɗeŋga yaifanira kuti inatswe neɀiɓayiro iɀi; asi ɀinhu ɀokuɗeŋga ɀimene kuti ɀinatswe neɀiɓayiro ɀinopfuʋura iɀi nokunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yaifanira kuti inatswe nezvibayiro izvi; asi zvinhu zvokudenga zvimene kuti zvinatswe nezvibayiro zvinopfuura izvi nokunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Naizvozvo zvaifanira kuti mifananidzo yezvinhu zvokudenga inatswe nezvibayiro izvi, asi zvinhu zvokudenga zvacho zvaifanira kunatswa nechibayiro chinopfuura izvi.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 9:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy