ƲaHeberu 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti testamente inesimba kana ʋanhu ʋafa; nokuti haitoŋgoʋi nesimba kana wakaiita aciri mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokuti chido chenhaka chine simba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana akachiita achiri mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu. Viz kapitola |