ƲaHeberu 9:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti yaiŋgoʋa mirairo yenyama, yeɀokudya, neɀokunwa, nokushamba kuzhinji, yaʋakatemerwa kuȿikira paŋguʋa yokuʋandudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nokuti yaingova mirayiro yenyama, yezvokudya, nezvokunwa, nokushamba kuzhinji, yavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana–siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana–siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvinongova zvokudya nezvokunwa uye nokushamba kuzhinji zvapanyama, zvavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa. Viz kapitola |