Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 8:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti unoʋapa mhoȿa, aciti: Tarirai, mazuʋa anoʋuya, ndiɀo ɀinotaura Ishe, Andicaita nawo suŋgano itȿa neimba yaIsraeri, ʋuye neimba yaJuda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti anovapa mhosva, achiti, “Tarirai, mazuva anouya, ndizvo zvinotaura Ishe, Andichaita nawo sungano itsva neimba yaIsiraeri, uye neimba yaJudha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi Mwari akaona kukanganisa kwavanhu ava akati: “Nguva inouya, ndizvo zvinotaura Ishe, yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri, uye neimba yaJudha,

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 8:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy