ƲaHeberu 8:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ɗai iya yokutaŋga yakaŋga isina‐caiŋgapomerwa, yecipiri iŋgaɗai isina‐kutȿakirwa nɀimbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti dai iya yokutanga yakanga isina chaingapomerwa, yechipiri ingadai isina kutsvakirwa nzvimbo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai kuri kuti chitenderano chokutanga chakanga chisina chakaipa pachiri pangadai pasina zvokuchitsiva nechechipiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dai kuri kuti chitenderano chokutanga chakanga chisina chakaipa pachiri pangadai pasina zvokuchitsiva nechechipiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuti dai pakanga pasina chakaipa nesungano yokutanga pangadai pasina kuwanikwa mukana weimwe sungano. Viz kapitola |