Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 8:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 nokuti ɗai aiʋa panyika, uŋgaɗai asina‐kuʋa muprista, nokuti ʋaprista ʋari’po, ʋanoɓayira Mŋari ɀipo seɀinorebga nomurairo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 nokuti dai aiva panyika, angadai asina kuva mupristi, nokuti vapristi varipo, vanobayira Mwari zvipo sezvinorehwa nomurayiro;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Zvino dai kuri kuti aripo pasi pano haaizombova mupristi zvapane vapristi vanopira zvipo maererano nomutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Dai akanga ari panyika, angadai asina kuva muprista, nokuti vaprista vakanga varipo kare vaibayira zvipo sezvakarehwa nomurayiro.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 8:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy