Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 8:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀaanoti: Suŋgano itȿa, wakasakadza yokutaŋga; ɀino cinhu cosakara, coʋa cakare, coɗa kuroʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvaanoti: Sungano itsva, akasakadza yokutanga; zvino chinhu chosakara, chova chakare, choda kurova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Nokuti akati sungano iyi “itsva,” ipapo akashayisa basa yokutanga; zvino chinhu chisisina basa uye chava chekare chichaparara nokukurumidza.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 8:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy