ƲaHeberu 7:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋuye pano, ʋanhu, ʋanofa, ʋanopiwa ɀegumi; asi apo uyo unopiwa, unopupurirwa ɀicinzi mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Uye pano, vanhu vanofa, vanopiwa zvegumi; asi apo uyo anopiwa, anopupurirwa zvichinzi mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panyaya iyi yokutanga, chegumi chinotorwa navanhu vanofa; asi pane imwe nyaya iyi chinotorwa naiye anonzi mupenyu. Viz kapitola |