ƲaHeberu 7:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino hatiŋgarambi kuti muɗuku ndiye unoropafadzwa nounopfuʋura nokunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino hatingarambi kuti muduku ndiye anoropafadzwa noanopfuura nokunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hazvina angarambe kuti mudiki ndiye anokomborerwa nomukuru kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hazvina angarambe kuti mudiki ndiye anokomborerwa nomukuru kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Uye hapana kukahadzika kuti muduku anoropafadzwa neakamupfuura paukuru. Viz kapitola |